Read

4 comments * total

Share it

join now

Jesu Ndinokudai feedback

   4 comments   2325 views  like on facebook

Lyrics from the album TARISA By Grace Chiundiza

4. Jesu ndinokudai

Jesu ndinokudai
Nemwoyo wangu wose
Pano pasi pedenga
Hapana wandinoda semi

Makasiya humambo hwenyu
Kuti ndipone
Makapfeka unhu hwedu
Kuti ndipone

Jesu ndinokudai
Nemwoyo wangu wose
Pano pasi pedenga
Hapana wandinoda semi

Makava munhu wematambudziko
Kuti ndipone
Makakunda samba rerufu
Kuti ndipone

Jesu ndinokudai
Nemwoyo wangu wose
Pano pasi pedenga
Hapana wandinoda semi

Mugere kurudyi rwaBaba
Muri mupenyu
Muchadzoka kuzonditora
Ndigare nemi

Jesu ndinokudai
Nemwoyo wangu wose
Pano pasi pedenga
Hapana wandinoda semi

See also TARISA
- -
28 Dec 2013: page edited

28 December 2013

 
related links : TARISA

    comment

 
Update :

Text was edited on 28 December 2013 reply


views : 2326

Free Login


See also:
Ndinosimudzira meso angu

Campaign, publish, broadcast, news, adverts, updates and more . . .